Joshua 3:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo vanhu pavakasimuka kubva pamisasa kuti vayambuke Jorodhani, vaprista vakanga vakatakura areka yesungano vakavatungamirira.

Joshua 3

Joshua 3:7-17