Joshua 24:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Bharaki mwanakomana waZipori mambo weMoabhu, akati agadzirira kundorwa naIsraeri, akatuma nhume kundodana Bharamu mwanakomana waBheori kuti akutukei.

Joshua 24

Joshua 24:8-13