Joshua 24:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Ereazari mwanakomana waAroni akafa, akavigwa paGibhea munzvimbo yakanga yapiwa mwanakomana wake Finehasi, munyika yamakomo yaEfuremu.

Joshua 24

Joshua 24:32-33