Joshua 24:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vakashumira Jehovha nguva dzose dzoupenyu hwaJoshua, uye napamazuva ose avakuru vakasara vari vapenyu Joshua afa, avo vakaona zvinhu zvose zvakanga zvaitirwa Israeri naJehovha.

Joshua 24

Joshua 24:24-33