Joshua 24:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndakakupai nyika yamusina kushandira namaguta amusina kuvaka; uye mugere maari uye munodya zvinobva muminda yemizambiringa nemiorivhi yamusina kusima.’

Joshua 24

Joshua 24:12-23