Joshua 23:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musafambidzana nendudzi dzakasara pakati penyu, kana kudana kumazita avamwari vavo, kana kupika navo. Hamufaniri kuvashumira, kana kuvapfugamira.

Joshua 23

Joshua 23:3-11