Joshua 23:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha Mwari pachake achavadzinga pamberi penyu. Achavabvisa pamberi penyu, uye imi muchatora nyika yavo ive yenyu, sezvamakavimbiswa naJehovha Mwari wenyu.

Joshua 23

Joshua 23:1-14