Joshua 22:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

(Rudzi rwehafu rwaManase, Mozisi akanga apa nyika yomuBhashani, uye imwe hafu yorudzi rwaManase yakapiwa nyika naJoshua kumavirazuva pamwe chete nehama dzavo.) Joshua akati avaendesa kumusha, akavaropafadza,

Joshua 22

Joshua 22:1-16