Joshua 22:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakafara kunzwa shoko iri vakarumbidza Mwari. Uye havana kuzotaurazve kuti vachandorwa navo, kuti vaparadze nyika yakanga igere vaRubheni navaGadhi.

Joshua 22

Joshua 22:29-34