Joshua 22:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akani mwanakomana waZera paakadarika nokusatenda pachinhu chakatsaurwa naJehovha, kutsamwa hakuna kuwira ungano yose yaIsraeri here? Haasi iye oga akafira chivi chake.’ ”

Joshua 22

Joshua 22:16-28