Joshua 22:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, zvino mava kutsauka kubva pana Jehovha here?“ ‘Kana mukamukira Jehovha nhasi, mangwana achatsamwira ungano yose yavaIsraeri.

Joshua 22

Joshua 22:9-23