Joshua 21:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna kana chinhu chimwe chete zvacho chezvinhu zvakanaka zvakanga zvavimbiswa naJehovha kuimba yaIsraeri chakakona; zvose zvakazadziswa.

Joshua 21

Joshua 21:42-45