Joshua 21:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

kubva kurudzi rwaNafutari, Kedheshi muGarirea (guta routiziro rouya anenge apomerwa mhosva yokuuraya munhu), Hamoti Dhori neKaritani, pamwe chete namafuro awo, maguta matatu.

Joshua 21

Joshua 21:28-40