Joshua 21:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzimba dzavaRevhi dzokwaGerishoni dzakapiwa:kubva kurudzi rwehafu rwaManase, Gorani muBhashani (guta routiziro rouya anenge apomerwa mhosva yokuuraya munhu) neBhe Eshitara, pamwe chete namafuro awo, maguta maviri;

Joshua 21

Joshua 21:23-34