Joshua 2:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino akati kwavari, “Endai kumakomo kuitira kuti vateveri varege kukuwanai. Muvande ikoko kwamazuva matatu kusvikira vadzoka, mozoenda henyu nenzira yenyu.”

Joshua 2

Joshua 2:11-24