Joshua 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo varume vaya vakamuvimbisa vachiti, “Isu ngatife pachinzvimbo chenyu. Kana ukasareva zvatiri kuita tichakubata zvakanaka nokutendeka kana Jehovha atipa nyika ino.”

Joshua 2

Joshua 2:9-18