Joshua 19:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nhaka yavaSimeoni yakanga yatorwa pamugove waJudha, nokuti mugove waJudha wakanga wakanyanya kupfuura zvavaida. Saka vaSimeoni vakapiwa nhaka mukati menyika yaJudha.

Joshua 19

Joshua 19:4-18