Joshua 19:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

(Asi vana vaDhani vakaomerwa nokutora nyika yavo, saka vakaenda vakandorwisa Reshemi, vakaitora, vakaibaya nomunondo, ndokugara mairi. Vakagara muReshemi ndokuitumidza kuti Dhani zita ratateguru wavo.)

Joshua 19

Joshua 19:43-51