Joshua 19:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo wakaramba wakananga kumabvazuva uchienda kuGati Hefa neEti Kazini; uchindobudira paRimoni ndokudzoka wakananga kuNea.

Joshua 19

Joshua 19:4-21