Joshua 17:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino muganhu waipfuurira zasi kuRwizi rweKana. Kwakanga kuna maguta aiva aEfuremu akanga ari pakati pamaguta aManase, asi muganhu waManase wakanga uri nechokumusoro kworwizi uchindogumira pagungwa.

Joshua 17

Joshua 17:5-12