Joshua 17:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Zerofeadhi mwanakomana waHeferi, mwanakomana waGireadhi, mwanakomana waMakiri, mwanakomana waManase, akanga asina vanakomana asi vanasikana chete. Mazita avo aiti Mara, Noa, Hogira, Mirika, naTizira.

Joshua 17

Joshua 17:2-11