Joshua 16:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kubva paTapuwa muganhu waienda kumavirazuva kuRwizi rweKana uchindogumira pagungwa. Iyi ndiyo yaiva nhaka yorudzi rwavaEfuremu imba neimba.

Joshua 16

Joshua 16:3-10