Iyi ndiyo yaiva nyika yaEfuremu, imba neimba:Muganhu wenhaka yavo waibvira paAtaroti Adhari kumabvazuva uchisvika kuBheti Horoni yoKumusoro