Joshua 15:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo waikwira napamupata waBheni waHinomi wakanga uri zasi kwamateru eguta ravaJebhusi (rinova Jerusarema). Kubva ipapo waikwira kumusoro kwechikomo kumavirira kwomupata waHinomi nechokumusoro kwamagumo oMupata weRefaimi.

Joshua 15

Joshua 15:4-16