Joshua 15:61-63 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

61. Murenje maiva ne:Bheti Arabha, Midhini, Sekaka,

62. Nibhishani, Guta roMunyu, neEni Gedhi ndiwo maguta matanhatu pamwe chete nemisha yawo.

63. Judha haana kukwanisa kudzinga vaJebhusi vakanga vachigara muJerusarema; nanhasi vaJebhusi vageremo navanhu veJudha.

Joshua 15