Joshua 15:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uchiyambukira zasi kwoMupata weChinyavada uchipfuurira kuenda kuZini uchizopfuurira kuenda nechezasi kweKadheshi Bharinea. Ipapo waienda uchipfuura nepaHezironi kusvika Adhari uchikombamira kuKarika.

Joshua 15

Joshua 15:1-12