Joshua 15:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joshua akapa Karebhu mwanakomana weJefune mugove pakati pavana vaJudha sezvaakarayirwa naJehovha, akamupa Kiriati Abha, iro Hebhuroni. (Abha akanga ari tateguru waAnaki.)

Joshua 15

Joshua 15:5-22