Joshua 14:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka pazuva iro Mozisi akapika kwandiri akati, ‘Nyika yose yauchafamba pairi netsoka dzako, ichava nhaka yako, navana vako nokusingaperi, nokuti wakatevera Jehovha Mwari wangu nomwoyo wako wose.’

Joshua 14

Joshua 14:1-15