Joshua 14:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakanga ndava namakore makumi mana pandakatumwa naMozisi muranda waJehovha, paKadheshi Bharinea kundoshora nyika, uye ndakadzoka neshoko kwaari sezvandakafunga ini,

Joshua 14

Joshua 14:1-13