Joshua 14:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti vana vaJosefa vakanga vava marudzi maviri rwaManase norwaEfuremu. VaRevhi havana kuwana mugove wenyika asi maguta okugara, namafuro amakwai avo nemombe dzavo.

Joshua 14

Joshua 14:1-14