Joshua 14:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichakangosimba nanhasi sezvandakanga ndakaita musi wandakatumwa naMozisi; ndichine simba guru rokuti ndinokwanisa kuenda kundorwa sezvandakanga ndakaita kare.

Joshua 14

Joshua 14:8-15