Joshua 13:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imwe hafu yaManase, navaRubheni navaGadhi, vakanga vagamuchira nhaka yavakanga vapiwa naMozisi kumabvazuva kweJorodhani, sokuvagovera kwaakanga aita, iye muranda waJehovha.

Joshua 13

Joshua 13:3-13