hafu yeGireadhi, neAshitaroti neEdhirei, (maguta oushe hwaOgi muBhashani). Iyi ndiyo yaiva yezvizvarwa zvaMakiri mwanakomana waManase, zvehafu yavanakomana vaMakiri, imba neimba.