Joshua 13:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muganhu wavaRubheni wakanga uri mahombekombe erwizi rweJorodhani. Maguta aya nemisha yawo ndiwo aiva nhaka yavaRubheni imba neimba.

Joshua 13

Joshua 13:13-27