Joshua 13:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

maguta ose ebani, noushe hwose hwaSihoni, mambo wavaAmori, akanga aitonga paHeshiboni. Mozisi akanga amuka pamwe chete namadzishe eMidhiani vaiti Evhi, Rekemu, Zuri, Huri, naRebha, machinda aibatsirana naSihoni, akanga agere munyika iyoyo.

Joshua 13

Joshua 13:12-28