Joshua 13:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joshua akati akwegura ava namakore mazhinji kwazvo, Jehovha akati kwaari, “Wakwegura kwazvo, uye kuchine nzvimbo zhinji dzinofanira kutorwa.

Joshua 13

Joshua 13:1-8