Joshua 12:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi, muranda waJehovha, navaIsraeri vakavakunda. Uye Mozisi muranda waJehovha akapa nyika yavo kurudzi rwaRubheni, norudzi rwaGadhi norudzi rwehafu rwaManase kuti ive nhaka yavo.

Joshua 12

Joshua 12:3-11