Joshua 11:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akati kuna Joshua, “Usavatya nokuti mangwana nguva ino ndichavaisa vose vakatofa mumaoko avaIsraeri. Munofanira kutema marunda amakumbo amabhiza avo nokupisa ngoro dzavo.”

Joshua 11

Joshua 11:1-9