Joshua 11:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Joshua akatora nyika yose, sezvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha, uye akaipa kuvaIsraeri kuti ive nhaka yavo zvichienderana namarudzi avo.Ipapo nyika yakazorora pakurwa.

Joshua 11

Joshua 11:21-23