Joshua 11:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sezvakanga zvarayirwa Mozisi muranda wake naJehovha, saizvozvo Mozisi akarayira Joshua, uye Joshua akazviita; hapana chaakasiya chisina kuitwa pane zvose zvakanga zvarayirwa Mozisi naJehovha.

Joshua 11

Joshua 11:10-23