Joshua 10:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Jehovha akati kuna Joshua, “Usavatya; ndavaisa mumaoko ako. Hapana kana mumwe wavo achagona kumira pamberi pako.”

Joshua 10

Joshua 10:1-17