Joshua 10:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakatora guta vakariparadza nomunondo, pamwe chete namambo waro, namaguta aro, navanhu vose vaiva mariri. Hapana wavakasiya ari mupenyu. Vakariparadza zvachose navanhu vose vaiva mariri sezvavakaita kuEgironi.

Joshua 10

Joshua 10:27-38