Joshua 10:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musi iwoyo Joshua akatora Makedha. Akabayira guta namambo waro nomunondo akaparadza zvachose vanhu vose vakanga varimo. Haana kusiya vapenyu. Uye akaita kuna mambo weMakedha sezvaakaita kuna mambo weJeriko.

Joshua 10

Joshua 10:22-30