Joshua 10:14-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. Hakuna kumboita zuva rakaita seiri nguva yakapfuura kana yakatevera, pazuva iri Jehovha akateerera munhu. Zvirokwazvo Jehovha akanga achirwira Israeri!

15. Ipapo Joshua akadzokera navaIsraeri vose kumusasa paGirigari.

16. Zvino madzimambo mashanu akanga atiza akandovanda mubako paMakedha.

Joshua 10