Joshua 10:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo zuva rakamira, nomwedziwo ukamira, kusvikira rudzi rwatsiva vavengi varwo, sezvazvakanyorwa muBhuku raJashari.Zuva rakamira pakati pedenga rikanonoka kuvira nenguva ingaita zuva rose.

Joshua 10

Joshua 10:8-21