Joshua 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Simba ushinge kwazvo. Chenjerera kuti uteerere mirayiro yose yawakapiwa naMozisi muranda wangu; usatsaukira kurudyi kana kuruboshwe, kuti ubudirire kwose kwose kwaunoenda.

Joshua 1

Joshua 1:1-8