Joshua 1:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mozisi muranda wangu afa. Zvino iwe navanhu ava chigadzirirai kuyambuka rwizi rweJorodhani mupinde munyika yandava kupa vana vaIsraeri.

Joshua 1

Joshua 1:1-8