Jona 4:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zuva rakati richibuda, Mwari akatuma mhepo yokumabvazuva yaipisa kwazvo, uye zuva rikabaya pamusoro paJona zvokuti akaziya. Akademba kufa, uye akati, “Zvingava nani kuti ndife zvangu pano kurarama.”

Jona 4

Jona 4:1-11