Jona 3:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari akati aona zvavakaita uye kutendeuka kwavakaita kubva panzira dzavo dzakaipa, akavanzwira tsitsi akasauyisa kuparadzwa pamusoro pavo sezvaaida kuvaitira.

Jona 3

Jona 3:6-10