Jona 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kumidzi yamakomo ndakanyura; nyika yapasi yakandipfigiramo nokusingaperi. Asi makaburitsa upenyu hwangu kubva mugomba, imi Jehovha Mwari wangu.

Jona 2

Jona 2:1-10